RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 119:111
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 111 Ndakaita kuti zviyeuchidzo zvenyu zvive zvangu nokusingagumi,+

      Nokuti ndizvo zvinopembererwa nomufaro nomwoyo wangu.+

  • Pisarema 119:129
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 129 Zviyeuchidzo zvenyu zvinoshamisa.+

      Ndokusaka mweya wangu wakazvichengeta.+

  • Pisarema 132:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Kana vanakomana vako vakachengeta sungano yangu+

      Nezviyeuchidzo zvangu zvandichavadzidzisa,+

      Vanakomana vavowo+

      Vachagara pachigaro chako choumambo nokusingaperi.”+

  • 2 Petro 3:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Vadiwa, zvino iyi itsamba yechipiri yandiri kukunyorerai, ndichiita kuti mukwanise kufunga zvakanaka nokukuyeuchidzai+ sezvandakaita mune yangu yokutanga,+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe