Dhanieri 6:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ini ndatema murayiro+ wokuti, munzvimbo yose inotongwa noumambo hwangu, vanhu vabvunde uye vatye Mwari waDhanieri.+ Nokuti ndiye Mwari mupenyu, anogara nokusingagumi,+ umambo hwake+ hahuzoparadzwi,+ uye kutonga kwake kuripo nokusingaperi.+
26 Ini ndatema murayiro+ wokuti, munzvimbo yose inotongwa noumambo hwangu, vanhu vabvunde uye vatye Mwari waDhanieri.+ Nokuti ndiye Mwari mupenyu, anogara nokusingagumi,+ umambo hwake+ hahuzoparadzwi,+ uye kutonga kwake kuripo nokusingaperi.+