Zvirevo 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munhu akachenjera achateerera owana mumwe murayiridzo,+ uye munhu anonzwisisa ndiye anowana kutungamirira kwounyanzvi,+ 2 Timoti 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene, zvinokwanisa kuita kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso+ uchishandisa kutenda muna Kristu Jesu.+
5 Munhu akachenjera achateerera owana mumwe murayiridzo,+ uye munhu anonzwisisa ndiye anowana kutungamirira kwounyanzvi,+
15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene, zvinokwanisa kuita kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso+ uchishandisa kutenda muna Kristu Jesu.+