1 Madzimambo 8:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 “Asi chokwadi Mwari angagara panyika here?+ Tarirai! Hamungakwani+ mumatenga,+ iko kumatengatenga;+ zvino, zvakadini neimba+ ino yandavaka! 1 Makoronike 29:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ norunako+ nouchangamire+ nokukudzwa+ ndezvenyu; nokuti zvinhu zvose zviri kumatenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndohwenyu,+ Imi muri kuzviisawo pamusoro kuti muve mukuru wezvose.+ Pisarema 113:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jehovha ava pamusoro pemarudzi ose;+Kubwinya kwake kuri pamusoro pematenga.+
27 “Asi chokwadi Mwari angagara panyika here?+ Tarirai! Hamungakwani+ mumatenga,+ iko kumatengatenga;+ zvino, zvakadini neimba+ ino yandavaka!
11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ norunako+ nouchangamire+ nokukudzwa+ ndezvenyu; nokuti zvinhu zvose zviri kumatenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndohwenyu,+ Imi muri kuzviisawo pamusoro kuti muve mukuru wezvose.+