Pisarema 68:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Jehovha ngaarumbidzwe, anotitakurira mutoro+ zuva nezuva,Iye Mwari wechokwadi woruponeso rwedu.+ Sera. Isaya 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Tarirai! Mwari ndiye ruponeso rwangu.+ Ndichavimba naye uye handingatyi;+ nokuti Jah Jehovha ndiye simba rangu+ nedziviriro yangu,+ iye akava ruponeso rwangu.”+ Tito 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 vasingabi,+ asi vachiratidza zvizere kuvimbika kwakanaka,+ kuti vashongedze dzidziso yoMuponesi wedu,+ iye Mwari, muzvinhu zvose.
19 Jehovha ngaarumbidzwe, anotitakurira mutoro+ zuva nezuva,Iye Mwari wechokwadi woruponeso rwedu.+ Sera.
2 Tarirai! Mwari ndiye ruponeso rwangu.+ Ndichavimba naye uye handingatyi;+ nokuti Jah Jehovha ndiye simba rangu+ nedziviriro yangu,+ iye akava ruponeso rwangu.”+
10 vasingabi,+ asi vachiratidza zvizere kuvimbika kwakanaka,+ kuti vashongedze dzidziso yoMuponesi wedu,+ iye Mwari, muzvinhu zvose.