Zefaniya 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 tsvakai Jehovha,+ imi vanyoro vose vepanyika,+ imi makaita zvaakatonga. Tsvakai kururama,+ tsvakai unyoro.+ Zvimwe+ mungavanzwa pazuva rokutsamwa kwaJehovha.+
3 tsvakai Jehovha,+ imi vanyoro vose vepanyika,+ imi makaita zvaakatonga. Tsvakai kururama,+ tsvakai unyoro.+ Zvimwe+ mungavanzwa pazuva rokutsamwa kwaJehovha.+