50 Zvanzi naJehovha: “Riripi zvino, gwaro rokuramba+ amai venyu vandakadzinga?+ Kana kuti ndakakutengesai kuna ani pane vandiine chikwereti navo?+ Tarirai! Makatengeswa nokuda kwokukanganisa kwenyu,+ uye amai venyu vakadzingwa nokuda kwokudarika kwenyu.+