Pisarema 38:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Musandisiya, haiwa Jehovha.Haiwa Mwari wangu, musaramba muri kure neni.+ Pisarema 88:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 88 Haiwa Jehovha, Mwari woruponeso rwangu,+Ndakachema masikati,+Uyewo usiku ndiri pamberi penyu.+