1 Makoronike 16:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Ipai Jehovha, haiwa imi mhuri dzemamwe marudzi,Ipai Jehovha kukudzwa nesimba.+ Pisarema 96:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ipai Jehovha, haiwa imi mhuri dzemamwe marudzi,+Ipai Jehovha kukudzwa nesimba.+ Habhakuki 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Iye Mwari akauya achibva kuTemani, iye Mutsvene achibva kuGomo reParani.+ Sera.+ Kukudzwa kwake kwakafukidza matenga;+ uye nyika yakazara nokurumbidzwa kwake.+
3 Iye Mwari akauya achibva kuTemani, iye Mutsvene achibva kuGomo reParani.+ Sera.+ Kukudzwa kwake kwakafukidza matenga;+ uye nyika yakazara nokurumbidzwa kwake.+