Genesisi 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Tarira, ndiri kuunza mafashamo+ emvura panyika kuti ndiparadze nyama yose ine simba roupenyu+ rinoshanda mairi iri pasi pedenga. Zvose zviri panyika zvichafa.+ Jobho 38:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndianiko akagadzirira mafashamo pokuyerera napoUye gore redutu rinotinhira nzira yaro,+
17 “Tarira, ndiri kuunza mafashamo+ emvura panyika kuti ndiparadze nyama yose ine simba roupenyu+ rinoshanda mairi iri pasi pedenga. Zvose zviri panyika zvichafa.+