Eksodho 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+ Vatongi 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti: 2 Samueri 22:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino Dhavhidhi akataura naJehovha mashoko orwiyo+ urwu pazuva raakanga anunurwa naJehovha muchanza chevavengi vake vose+ nomuchanza chaSauro;+
15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+
5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti:
22 Zvino Dhavhidhi akataura naJehovha mashoko orwiyo+ urwu pazuva raakanga anunurwa naJehovha muchanza chevavengi vake vose+ nomuchanza chaSauro;+