1 Madzimambo 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino usamurega asina kurangwa,+ nokuti uri murume akachenjera,+ unonyatsoziva zvauchamuitira, uburutsire bvudzi rake jena+ kuSheori neropa.”+ Zvirevo 21:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Chapupu chinoreva nhema chichaparara,+ asi munhu anoteerera achataura nokusingaperi.+
9 Zvino usamurega asina kurangwa,+ nokuti uri murume akachenjera,+ unonyatsoziva zvauchamuitira, uburutsire bvudzi rake jena+ kuSheori neropa.”+