Zvirevo 21:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zviri nani kugara pakona yedenga reimba+ pane kugara muimba imwe chete nomudzimai anokakavara.+ Zvirevo 25:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zviri nani kugara pakona yedenga reimba pane kugara muimba imwe chete nomudzimai anokakavara.+ Zvirevo 27:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mudzimai anokakavara akafanana nedenga reimba rinodonha mvura rinoita kuti munhu atize pazuva remvura inoramba ichingonaya.+
15 Mudzimai anokakavara akafanana nedenga reimba rinodonha mvura rinoita kuti munhu atize pazuva remvura inoramba ichingonaya.+