14 Zvino musikana wandichati, ‘Ndapota, tura chirongo chako chemvura, kuti ndinwe,’ uye achati, ‘Inwai, uye ndichanwisawo ngamera dzenyu,’ iyeyu ndiye wamuchapa mushumiri wenyu,+ Isaka; uye itai kuti ndizive kuti maitira tenzi wangu rudo rwakavimbika neizvi.”+