Zvirevo 16:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Mugwagwa mukuru wevakarurama ndiko kubva pane zvakaipa.+ Munhu anochengetedza nzira yake anochengeta mweya wake.+ Ruka 10:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye akati kwaari: “Wapindura zvakarurama; ‘ramba uchiita izvi uye uchawana upenyu.’”+
17 Mugwagwa mukuru wevakarurama ndiko kubva pane zvakaipa.+ Munhu anochengetedza nzira yake anochengeta mweya wake.+