Mako 12:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Zvino akagara pasi paaikwanisa kuona midziyo yokuisa mari,+ akatanga kucherechedza kudonhedzera mari kwaiita boka revanhu mumidziyo yokuisa mari; uye vanhu vazhinji vakapfuma vakanga vachidonhedzera mari zhinji.+ 2 VaKorinde 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuti pavaiva mumuedzo mukuru vachitambudzika, mufaro wavo mukuru nourombo hwavo hukuru zvakaita kuti pfuma yorupo rwavo iwande.+
41 Zvino akagara pasi paaikwanisa kuona midziyo yokuisa mari,+ akatanga kucherechedza kudonhedzera mari kwaiita boka revanhu mumidziyo yokuisa mari; uye vanhu vazhinji vakapfuma vakanga vachidonhedzera mari zhinji.+
2 kuti pavaiva mumuedzo mukuru vachitambudzika, mufaro wavo mukuru nourombo hwavo hukuru zvakaita kuti pfuma yorupo rwavo iwande.+