Eksodho 20:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Kudza baba vako naamai vako+ kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+ Zvirevo 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mwanakomana ane njere anounganidza muzhizha; mwanakomana anoita zvinonyadzisa anenge akafa nehope munguva yokukohwa.+ Zvirevo 17:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mushandi ane njere achatonga mwanakomana anoita zvinonyadzisa,+ uye achava nomugove wenhaka pakati pehama.+
12 “Kudza baba vako naamai vako+ kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+
5 Mwanakomana ane njere anounganidza muzhizha; mwanakomana anoita zvinonyadzisa anenge akafa nehope munguva yokukohwa.+
2 Mushandi ane njere achatonga mwanakomana anoita zvinonyadzisa,+ uye achava nomugove wenhaka pakati pehama.+