Nehemiya 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 uyewo tsamba inoenda kuna Asafi muchengeti wepaki yamambo, kuti andipe miti yokuti ndivake magedhi eNhare+ yeimba+ nematanda, uye orusvingo+ rweguta neeimba yandichanopinda.” Naizvozvo mambo akandipa, maererano noruoko rwakanaka rwaMwari wangu rwaiva pandiri.+ Isaya 44:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+ Zvakazarurwa 17:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Mwari akaisa izvi mumwoyo mazvo kuti zviite kufunga kwake,+ kuti zviitewo kufunga kwazvo kumwe chete nokupa umambo hwazvo kuchikara,+ kusvikira mashoko aMwari aitika.+
8 uyewo tsamba inoenda kuna Asafi muchengeti wepaki yamambo, kuti andipe miti yokuti ndivake magedhi eNhare+ yeimba+ nematanda, uye orusvingo+ rweguta neeimba yandichanopinda.” Naizvozvo mambo akandipa, maererano noruoko rwakanaka rwaMwari wangu rwaiva pandiri.+
28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+
17 Nokuti Mwari akaisa izvi mumwoyo mazvo kuti zviite kufunga kwake,+ kuti zviitewo kufunga kwazvo kumwe chete nokupa umambo hwazvo kuchikara,+ kusvikira mashoko aMwari aitika.+