1 Samueri 16:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi Jehovha akati kuna Samueri: “Usatarira chitarisiko chake nourefu hwake,+ nokuti ndamuramba. Nokuti maonero anoita munhu haasiwo maonero anoita Mwari,+ nokuti munhuwo zvake anoona zvinooneka nemaziso;+ asi Jehovha, anoona zvakaita mwoyo.”+ Zvirevo 24:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Kana ukati: “Tarira! Takanga tisingazvizivi,”+ iye anoona zvakaita mwoyo haazozvizivi here,+ uye iye anonyatsotarira mweya wako haazozvizivi here,+ oripa munhu wepanyika zvinoenderana nebasa rake?+ Jeremiya 17:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ini, Jehovha, ndinonzvera mwoyo,+ ndinoongorora itsvo,+ kuti ndipe mumwe nomumwe zvinoenderana nenzira dzake,+ zvinoenderana nezvibereko zvezvaakaita.+
7 Asi Jehovha akati kuna Samueri: “Usatarira chitarisiko chake nourefu hwake,+ nokuti ndamuramba. Nokuti maonero anoita munhu haasiwo maonero anoita Mwari,+ nokuti munhuwo zvake anoona zvinooneka nemaziso;+ asi Jehovha, anoona zvakaita mwoyo.”+
12 Kana ukati: “Tarira! Takanga tisingazvizivi,”+ iye anoona zvakaita mwoyo haazozvizivi here,+ uye iye anonyatsotarira mweya wako haazozvizivi here,+ oripa munhu wepanyika zvinoenderana nebasa rake?+
10 Ini, Jehovha, ndinonzvera mwoyo,+ ndinoongorora itsvo,+ kuti ndipe mumwe nomumwe zvinoenderana nenzira dzake,+ zvinoenderana nezvibereko zvezvaakaita.+