Zvirevo 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Munhu akarurama ndiye anonunurwa pakutambudzika,+ asi munhu akaipa anopinda panzvimbo pake.+ Isaya 43:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti wave uchikosha kwandiri,+ wanzi unokudzwa, uye ini ndakuda.+ Ndichaisa vanhu panzvimbo yako, uye mapoka evanhu panzvimbo yomweya wako.+
4 Nokuti wave uchikosha kwandiri,+ wanzi unokudzwa, uye ini ndakuda.+ Ndichaisa vanhu panzvimbo yako, uye mapoka evanhu panzvimbo yomweya wako.+