Esteri 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vakabva vaturika Hamani padanda+ raakanga agadzirira Modhekai;+ uye hasha dzamambo dzakaserera. Zvirevo 13:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Munhu akanaka achasiyira vanakomana vevanakomana nhaka, uye pfuma yomutadzi chinhu chinochengeterwa munhu akarurama.+
22 Munhu akanaka achasiyira vanakomana vevanakomana nhaka, uye pfuma yomutadzi chinhu chinochengeterwa munhu akarurama.+