Zvirevo 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nzira yomunhu akaipa chinhu chinosemesa Jehovha,+ asi iye anoda uya anotevera kururama.+ Mateu 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Vanofara vaya vane nzara nenyota+ yokururama, nokuti vachagutiswa.+ VaHebheru 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Teverai rugare nevanhu vose,+ noutsvene+ nokuti kana ihwo husipo hapana munhu angazoona Ishe,+