RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 31:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Iye akandiita mudumbu haasi iye akamuitawo here,+

      Haasi iye Mumwe chete akatiumba muchibereko here?

  • Jobho 34:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Kune Mumwe asingasaruri machinda

      Uye asina hanya nomunhu anokudzwa kupfuura zvaanoita nomunhu akaderera,+

      Nokuti vose zvavo ibasa remaoko ake.+

  • Mabasa 17:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Akaita marudzi ose+ evanhu kubva pamunhu+ mumwe chete, kuti agare pamusoro penyika yose,+ uye akatema nguva dzakatarwa+ nemiganhu yakaiswa yokugara kwevanhu,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe