Genesisi 18:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti ndava kuzivana naye kuitira kuti arayire vanakomana vake neimba yake inomutevera kuti vachengete nzira yaJehovha kuti vaite zvakarurama nezvakatongwa;+ kuti Jehovha aitire Abrahamu zvaakataura nezvake.”+ Dheuteronomi 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 unofanira kuaroverera mumwanakomana wako+ uye utaure nezvawo paunogara mumba mako nepaunofamba mumugwagwa nepaunorara pasi+ nepaunomuka. VaEfeso 6:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Imi vanababa, musatsamwisa vana venyu,+ asi rambai muchivarera+ mukuranga+ nokutungamirira pfungwa+ kunoitwa naJehovha.
19 Nokuti ndava kuzivana naye kuitira kuti arayire vanakomana vake neimba yake inomutevera kuti vachengete nzira yaJehovha kuti vaite zvakarurama nezvakatongwa;+ kuti Jehovha aitire Abrahamu zvaakataura nezvake.”+
7 unofanira kuaroverera mumwanakomana wako+ uye utaure nezvawo paunogara mumba mako nepaunofamba mumugwagwa nepaunorara pasi+ nepaunomuka.
4 Imi vanababa, musatsamwisa vana venyu,+ asi rambai muchivarera+ mukuranga+ nokutungamirira pfungwa+ kunoitwa naJehovha.