2 Timoti 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 uye zvinhu zvawakanzwa kwandiri zvichitsigirwa nezvapupu zvizhinji,+ zvinhu izvi zvipe vanhu vakatendeka, avo vachanyatsokwanisawo kudzidzisa vamwe.+
2 uye zvinhu zvawakanzwa kwandiri zvichitsigirwa nezvapupu zvizhinji,+ zvinhu izvi zvipe vanhu vakatendeka, avo vachanyatsokwanisawo kudzidzisa vamwe.+