Joshua 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Ingoshinga, usimbe kwazvo kuti uchenjerere kuita maererano nomutemo wose wawakarayirwa nomushumiri wangu Mosesi.+ Usatsauka pauri uchienda kurudyi kana kuruboshwe,+ kuti uite nokuchenjera kwose kwose kwaunoenda.+ Pisarema 25:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Achaita kuti vanyoro vafambe mune zvaakatonga,+Uye achadzidzisa vanyoro nzira yake.+ Jakobho 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+
7 “Ingoshinga, usimbe kwazvo kuti uchenjerere kuita maererano nomutemo wose wawakarayirwa nomushumiri wangu Mosesi.+ Usatsauka pauri uchienda kurudyi kana kuruboshwe,+ kuti uite nokuchenjera kwose kwose kwaunoenda.+
5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+