1 Samueri 23:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Dhavhidhi akaziva kuti Sauro akanga achironga kumukuvadza.+ Nokudaro akati kumupristi Abhiyatari: “Uya neefodhi pedyo.”+ Pisarema 38:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi vaya vanotsvaka mweya wangu vanoteya misungo,+Vaya vanonditsvakira dambudziko vakataura nezvenhamo,+Vanoramba vachitaura nemanzwi ari pasi nezvezvinhu zvokunyengera zuva rose.+ Zvirevo 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Kana vakaramba vachiti: “Handei tose. Ngativandirei kuti titeure ropa.+ Ngativandirei vanhu vasina mhosva pasina chikonzero.+ Zvirevo 15:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Mwoyo womunhu akarurama unofungisisa kuti upindure,+ asi miromo yevakaipa inobudisa zvinhu zvakaipa.+ Mateu 26:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vakarangana+ kuti vabate Jesu vachishandisa zano remanomano kuti vamuuraye.
9 Dhavhidhi akaziva kuti Sauro akanga achironga kumukuvadza.+ Nokudaro akati kumupristi Abhiyatari: “Uya neefodhi pedyo.”+
12 Asi vaya vanotsvaka mweya wangu vanoteya misungo,+Vaya vanonditsvakira dambudziko vakataura nezvenhamo,+Vanoramba vachitaura nemanzwi ari pasi nezvezvinhu zvokunyengera zuva rose.+
11 Kana vakaramba vachiti: “Handei tose. Ngativandirei kuti titeure ropa.+ Ngativandirei vanhu vasina mhosva pasina chikonzero.+
28 Mwoyo womunhu akarurama unofungisisa kuti upindure,+ asi miromo yevakaipa inobudisa zvinhu zvakaipa.+