Pisarema 7:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Akachera gomba, akaridzikisa;+Asi achawira mugomba raakachera.+ Pisarema 57:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vakagadzirira tsoka dzangu mambure;+Mweya wangu wakakotamiswa.+Vakachera gomba pamberi pangu;Vakawira mukati maro.+ Sera. Zvirevo 28:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Munhu anotsausira vakarurama+ munzira yakaipa achawira mugomba rake,+ asi vasina mhosva vachagara nhaka yezvakanaka.+
6 Vakagadzirira tsoka dzangu mambure;+Mweya wangu wakakotamiswa.+Vakachera gomba pamberi pangu;Vakawira mukati maro.+ Sera.
10 Munhu anotsausira vakarurama+ munzira yakaipa achawira mugomba rake,+ asi vasina mhosva vachagara nhaka yezvakanaka.+