Esteri 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vakabva vaturika Hamani padanda+ raakanga agadzirira Modhekai;+ uye hasha dzamambo dzakaserera. Pisarema 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Marudzi akanyura mugomba raakachera;+Tsoka dzawo dzakabatwa+ mumambure+ aakavanza. Muparidzi 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Munhu anochera gomba achawira mariri;+ uye munhu anoputsa rusvingo rwematombo acharumwa nenyoka.+