1 Samueri 22:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Mambo akazoti kuna Dhoegi:+ “Tendeuka uuraye vapristi!” Dhoegi muEdhomu+ akabva atendeuka, akarwisa vapristi, akauraya+ varume makumi masere nevashanu vakanga vaine efodhi+ yerineni zuva iroro. Zvirevo 22:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Usashamwaridzana nomunhu asingatani kutsamwa;+ uye usafambidzana nomunhu ane hasha kwazvo, Jakobho 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti pane godo+ nokukakavara, ndipo pane nyonganyonga nezvinhu zvose zvakaipa.+
18 Mambo akazoti kuna Dhoegi:+ “Tendeuka uuraye vapristi!” Dhoegi muEdhomu+ akabva atendeuka, akarwisa vapristi, akauraya+ varume makumi masere nevashanu vakanga vaine efodhi+ yerineni zuva iroro.