Pisarema 115:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kana ari matenga, matenga ndeaJehovha,+Asi nyika akaipa vanakomana vevanhu.+ Johani 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvakare, hapana munhu akakwira kudenga+ asi uya akaburuka achibva kudenga,+ iye Mwanakomana womunhu.+ VaEfeso 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino mashoko okuti “akakwira,”+ anorevei kunze kwokuti akadzikawo munzvimbo dzakaderera, ipo panyika?+
13 Zvakare, hapana munhu akakwira kudenga+ asi uya akaburuka achibva kudenga,+ iye Mwanakomana womunhu.+
9 Zvino mashoko okuti “akakwira,”+ anorevei kunze kwokuti akadzikawo munzvimbo dzakaderera, ipo panyika?+