Pisarema 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Regai nditaure nezvomurau waJehovha;Iye akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+Ini, nhasi, ndava baba vako.+ Mateu 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Iye achabereka mwanakomana, uye iwe unofanira kumutumidza kuti Jesu,+ nokuti achaponesa+ vanhu vake+ pazvivi zvavo.”+ Johani 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti Baba havambotongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose,+ Mabasa 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nokuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa pakati pevanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+ VaFiripi 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uyo, kunyange zvazvo aivapo saMwari,+ haana kufunga nezvokubvuta, kureva kuti ave akaenzana naMwari.+ 1 Timoti 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete,+ nomurevereri+ mumwe chete pakati paMwari+ nevanhu,+ Kristu Jesu,+ iye munhu, VaHebheru 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 makapinda mutungamiriri nokuda kwedu,+ iye Jesu, uyo ava mupristi mukuru nokusingaperi maererano nezvakanga zvakaita Merekizedheki.+ Zvakazarurwa 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Panguo yake yokunze, ipo pachidya chake, pakanga pakanyorwa zita rokuti, Mambo wemadzimambo naShe wemadzishe.+
7 Regai nditaure nezvomurau waJehovha;Iye akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+Ini, nhasi, ndava baba vako.+
21 Iye achabereka mwanakomana, uye iwe unofanira kumutumidza kuti Jesu,+ nokuti achaponesa+ vanhu vake+ pazvivi zvavo.”+
12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nokuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa pakati pevanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+
6 uyo, kunyange zvazvo aivapo saMwari,+ haana kufunga nezvokubvuta, kureva kuti ave akaenzana naMwari.+
5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete,+ nomurevereri+ mumwe chete pakati paMwari+ nevanhu,+ Kristu Jesu,+ iye munhu,
20 makapinda mutungamiriri nokuda kwedu,+ iye Jesu, uyo ava mupristi mukuru nokusingaperi maererano nezvakanga zvakaita Merekizedheki.+
16 Panguo yake yokunze, ipo pachidya chake, pakanga pakanyorwa zita rokuti, Mambo wemadzimambo naShe wemadzishe.+