Dhanieri 6:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mambo akarayira, vakauya nevarume vaya vakanga vapomera Dhanieri,+ vakavakanda+ ivo nevanakomana vavo nemadzimai avo+ mugomba reshumba; uye vakakundwa neshumba vasati vasvika pasi pegomba racho, dzikapwanya-pwanya mapfupa avo ose.+ Mako 7:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 naizvozvo vaFarisi ava nevanyori vakamubvunza kuti: “Nei vadzidzi vako vasingazvibati maererano netsika yevanhu vomunguva yekare, asi vanodya zvokudya zvavo nemaoko akasviba?”+
24 Mambo akarayira, vakauya nevarume vaya vakanga vapomera Dhanieri,+ vakavakanda+ ivo nevanakomana vavo nemadzimai avo+ mugomba reshumba; uye vakakundwa neshumba vasati vasvika pasi pegomba racho, dzikapwanya-pwanya mapfupa avo ose.+
5 naizvozvo vaFarisi ava nevanyori vakamubvunza kuti: “Nei vadzidzi vako vasingazvibati maererano netsika yevanhu vomunguva yekare, asi vanodya zvokudya zvavo nemaoko akasviba?”+