15 Vakanyara here nokuti vakanga vaita chinhu chinosemesa?+ Kutanga, chokwadi havambonyari; uyewo, havasati vava kuziva kuti vanonyara sei.+ Naizvozvo vachawa pamwe chete nevaya vari kuwa;+ vachagumburwa panguva yandichavaita kuti vazvidavirire,” Jehovha adaro.