2 Samueri 10:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 VaSiriya vakatiza+ vaIsraeri; Dhavhidhi akauraya vatyairi vengoro+ mazana manomwe nevatasvi vemabhiza zviuru makumi mana pavaSiriya, akabaya Shobhaki mukuru weuto ravo zvokuti akafira ipapo.+
18 VaSiriya vakatiza+ vaIsraeri; Dhavhidhi akauraya vatyairi vengoro+ mazana manomwe nevatasvi vemabhiza zviuru makumi mana pavaSiriya, akabaya Shobhaki mukuru weuto ravo zvokuti akafira ipapo.+