Pisarema 73:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Haiwa, vava chinhu chinokatyamadza sei munguva pfupi pfupi!+Vasvika sei pakuguma kwavo uye vapedzwa sei nezvinongoerekana zvavhundutsa! Mateu 24:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 nokuti panguva iyoyo pachava nokutambudzika kukuru+ kusina kumboitika kubvira pakutanga kwenyika kusvikira zvino,+ aiwa, uyewo hakuzoitikizve. 1 VaTesaronika 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti imi munonyatsoziva kuti zuva raJehovha+ riri kuuya sezvinonyatsoita mbavha usiku.+
19 Haiwa, vava chinhu chinokatyamadza sei munguva pfupi pfupi!+Vasvika sei pakuguma kwavo uye vapedzwa sei nezvinongoerekana zvavhundutsa!
21 nokuti panguva iyoyo pachava nokutambudzika kukuru+ kusina kumboitika kubvira pakutanga kwenyika kusvikira zvino,+ aiwa, uyewo hakuzoitikizve.