2 Madzimambo 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvino akabva ikoko akaenda kuBheteri.+ Zvaakanga achienda ari munzira, vakomana+ vaduku vakabuda muguta, vakatanga kumunyomba,+ vakaramba vachiti kwaari: “Iwe nyamhanza,+ kwira! Iwe nyamhanza, kwira!” Zvirevo 1:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Imi vasingazivi mucharamba muchida kusaziva kusvikira riniko,+ nemi vaseki mucharamba muchida kuseka kwazvo kusvikira riniko,+ uye imi mapenzi mucharamba muchivenga zivo kusvikira riniko?+
23 Zvino akabva ikoko akaenda kuBheteri.+ Zvaakanga achienda ari munzira, vakomana+ vaduku vakabuda muguta, vakatanga kumunyomba,+ vakaramba vachiti kwaari: “Iwe nyamhanza,+ kwira! Iwe nyamhanza, kwira!”
22 “Imi vasingazivi mucharamba muchida kusaziva kusvikira riniko,+ nemi vaseki mucharamba muchida kuseka kwazvo kusvikira riniko,+ uye imi mapenzi mucharamba muchivenga zivo kusvikira riniko?+