Pisarema 138:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti Jehovha akakwirira, uye anoona munhu anozvininipisa;+Asi munhu anozvikudza anongomuziva ari kure.+ Zvirevo 19:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Kutonga kwakasimbiswa kwazvo nokuda kwevaseki,+ uye shamhu nokuda kwemisana yemapenzi.+
6 Nokuti Jehovha akakwirira, uye anoona munhu anozvininipisa;+Asi munhu anozvikudza anongomuziva ari kure.+