Zvirevo 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uchazoti: “Chokwadi ndakavenga kurangwa+ uye mwoyo wangu hauna kuremekedza kutsiurwa!+ Zvirevo 12:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nzira yebenzi yakarurama mukuona kwaro,+ asi anoteerera zano akachenjera.+ Zvirevo 18:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Benzi harifariri kuva noungwaru,+ kunze kwokuti kana zviri mumwoyo maro zvikabudiswa pachena.+ VaRoma 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvavasina kubvuma kuramba vachiziva Mwari zvakarurama,+ Mwari akavarega vachiva nemafungiro akaipa,+ kuti vaite zvinhu zvisina kukodzera,+
28 Zvavasina kubvuma kuramba vachiziva Mwari zvakarurama,+ Mwari akavarega vachiva nemafungiro akaipa,+ kuti vaite zvinhu zvisina kukodzera,+