21 Zvino Jehovha akanzwa kunhuhwirira kwakanaka,+ naizvozvo Jehovha akati mumwoyo make:+ “Handichazotukizve nyika+ nemhosva yomunhu, nokuti zvinodiwa+ nomwoyo womunhu zvakaipa kubvira achiri muduku;+ uye handichazoparadzizve zvinhu zvose zvipenyu sezvandakaita.+