Zvirevo 16:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Munhu anonyengera anoramba achibudisa kukakavara,+ uye munhu anochera vamwe anoparadzanisa vaya vanoshamwaridzana.+ VaRoma 16:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino ndinokurayirai, hama, kuti muchenjerere vaya vanoita kuti pave nokupesana+ uye pave nezvinhu zvinogumbura zvakasiyana nedzidziso+ dzamakadzidza, musiyane navo.+ VaGaratiya 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka,
28 Munhu anonyengera anoramba achibudisa kukakavara,+ uye munhu anochera vamwe anoparadzanisa vaya vanoshamwaridzana.+
17 Zvino ndinokurayirai, hama, kuti muchenjerere vaya vanoita kuti pave nokupesana+ uye pave nezvinhu zvinogumbura zvakasiyana nedzidziso+ dzamakadzidza, musiyane navo.+
20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka,