Zvirevo 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa mwanakomana wangu, usaramba kuranga kwaJehovha;+ uye usasema kutsiura kwake,+ Zvirevo 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Batisisa kurangwa;+ usakuregedza.+ Kuchengetedze, nokuti ndihwo upenyu hwako.+ VaHebheru 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Imi muri kutsungirira kuti murangwe.+ Mwari ari kukubatai sezvaanoita vanakomana.+ Nokuti ndoupi mwanakomana uyo baba vasingarangi?+
7 Imi muri kutsungirira kuti murangwe.+ Mwari ari kukubatai sezvaanoita vanakomana.+ Nokuti ndoupi mwanakomana uyo baba vasingarangi?+