Zvirevo 17:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Munhu ane mwoyo usina kururama haazowani zvakanaka,+ uye munhu anonyengera norurimi rwake achawira mudambudziko.+ Zvirevo 18:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Miromo yebenzi inoita kuti pave nokupopotedzana,+ uye muromo waro unoita kuti rirohwe.+ Muparidzi 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mashoko omuromo womunhu akachenjera anoita kuti afarirwe,+ asi benzi rinomedzwa nemiromo yaro.+
20 Munhu ane mwoyo usina kururama haazowani zvakanaka,+ uye munhu anonyengera norurimi rwake achawira mudambudziko.+