Pisarema 94:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nzwisisai, imi vanhu vasingafungi pakati pevamwe vanhu;+Uye imi mapenzi, muchava nenjere riniko?+ Ruka 19:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 achiti: “Kudai iwe, iwewe, wanga wanzwisisa+ nhasi zvinhu zvine chokuita norugare—asi zvino zvakavanzirwa maziso ako.+
42 achiti: “Kudai iwe, iwewe, wanga wanzwisisa+ nhasi zvinhu zvine chokuita norugare—asi zvino zvakavanzirwa maziso ako.+