2 Makoronike 24:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Iye akaramba achituma vaprofita+ pakati pavo kuti vavadzose kuna Jehovha; uye vakaramba vachivapupurira, asi havana kuteerera.+ Zvirevo 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uchazoti: “Chokwadi ndakavenga kurangwa+ uye mwoyo wangu hauna kuremekedza kutsiurwa!+ Johani 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti uya ane tsika yokuita zvakaipa+ anovenga chiedza uye haauyi kuchiedza, kuti mabasa ake arege kutsiurwa.+
19 Iye akaramba achituma vaprofita+ pakati pavo kuti vavadzose kuna Jehovha; uye vakaramba vachivapupurira, asi havana kuteerera.+
20 Nokuti uya ane tsika yokuita zvakaipa+ anovenga chiedza uye haauyi kuchiedza, kuti mabasa ake arege kutsiurwa.+