20 Nokuti ndinotya kuti zvimwe pandinosvika,+ ndingakuwanai musina kuita sezvandingada uye kwamuri ndingasava ndakaita sezvamungada, asi, panzvimbo paizvozvo, zvimwe pangava nokupopotedzana, godo,+ kutsamwa, kukakavadzana, kunyeyana, makuhwa, kuzvitutumadza, nyonganyonga.+