Revhitiko 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Usafamba-famba pakati pevanhu vokwako kuti uchere vamwe.+ Usatsvaka kuisa upenyu hwomumwe wako mungozi.+ Ndini Jehovha. Pisarema 101:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munhu wose anochera shamwari yake pakavanda,+Ndinomuita kuti anyarare.+Ani naani anozvikudza uye ane mwoyo unozvitutumadza,+Handigoni kumushivirira.+
16 “‘Usafamba-famba pakati pevanhu vokwako kuti uchere vamwe.+ Usatsvaka kuisa upenyu hwomumwe wako mungozi.+ Ndini Jehovha.
5 Munhu wose anochera shamwari yake pakavanda,+Ndinomuita kuti anyarare.+Ani naani anozvikudza uye ane mwoyo unozvitutumadza,+Handigoni kumushivirira.+