Isaya 65:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Ndakatambanudzira vanhu vakasindimara+ maoko angu zuva rose, vaya vanofamba munzira isina kunaka,+ vachiita zvavanofunga;+ Jeremiya 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino nokuti makaramba muchiita mabasa ose aya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye ndakaramba ndichitaura nemi, ndichifumomuka ndichitaura,+ asi imi hamuna kuteerera,+ uye ndakaramba ndichikushevedzai, asi hamuna kupindura,+
2 “Ndakatambanudzira vanhu vakasindimara+ maoko angu zuva rose, vaya vanofamba munzira isina kunaka,+ vachiita zvavanofunga;+
13 Zvino nokuti makaramba muchiita mabasa ose aya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye ndakaramba ndichitaura nemi, ndichifumomuka ndichitaura,+ asi imi hamuna kuteerera,+ uye ndakaramba ndichikushevedzai, asi hamuna kupindura,+