-
1 Samueri 25:39Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
39 Zvino Dhavhidhi akanzwa kuti Nabhari akanga afa, nokudaro akati: “Jehovha ngaarumbidzwe, areverera mhosva+ yokuzvidzwa+ kwangu kuti andisunungure paruoko rwaNabhari uye adzora mushumiri wake pakuita zvakaipa,+ uye Jehovha adzorera zvakaipa zvaNabhari pamusoro wake!”+ Dhavhidhi akatuma shoko kunokumbira Abhigairi kuti amutore ave mudzimai wake.+
-