Zvirevo 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Basa romunhu akarurama rinoguma noupenyu;+ zvibereko zvomunhu akaipa zvinoguma nechivi.+ Zvirevo 12:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Mugwara rokururama mune upenyu,+ uye kufamba mugwara rakwo hakuunzi rufu.+ Habhakuki 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Tarirai! Mweya wake wakazvikudza;+ uye wave usina kururama mukati make. Asi munhu akarurama, acharamba achirarama nokutendeka kwake.+ Mabasa 10:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 asi murudzi rwose munhu anomutya uye anoita zvakarurama anogamuchirwa naye.+ Zvakazarurwa 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Usatya zvinhu zvawava kuda kutambura.+ Tarira! Dhiyabhorosi+ acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kwazvo,+ uye kuti mutambudzike+ kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvikira kurufu,+ uye ndichakupa korona youpenyu.+
4 “Tarirai! Mweya wake wakazvikudza;+ uye wave usina kururama mukati make. Asi munhu akarurama, acharamba achirarama nokutendeka kwake.+
10 Usatya zvinhu zvawava kuda kutambura.+ Tarira! Dhiyabhorosi+ acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kwazvo,+ uye kuti mutambudzike+ kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvikira kurufu,+ uye ndichakupa korona youpenyu.+